Text Results

Tune Identifier:"^tis_midnight_hour$"
In:text

Planning worship? Check out our sister site, ZeteoSearch.org, for 20+ additional resources related to your search.
Showing 1 - 4 of 4Results Per Page: 102050
TextAudio

Kure Kumusha

Author: Annie R. Smith; Unknown Meter: 8.8.8.6 D Appears in 1 hymnal First Line: A kurekure kumusha? Lyrics: 1 A kurekure kumusha? Ndabvunza murindi, ati, Usiku hurikupera, kwakuda kuyedza. Usacheme, kurumidza, Mutewere kusimbira; Muchasvika mukupenya hakuna kupera. 2 Ndabvunza kune mukani, anerwiyo rwekushinga, Ngekushinga ndinokana, Hondo ichapera. Musacheme, mutiwire, dakara basa rapera; Tinooziwa tinechipo, Kuti takurira. 3 Ndabvunzazve pasi, zuva, Zvese zvakandipindura; Nguva irikundopera, Jesu anouya. Musacheme, zviwonisozve zviri kutinyewera, Zvisikwa zvese zvinoda Tsuri imborira. 4 Tiripatyo nekumusha, Kunofadza kutondera; Chifarai imwi vafambi, Bvisanyiwo kutya. Musacheme, tisangane apo kusina kuneta, Zviyedzo’zvo zvakapera, Tasvika kumusha. Used With Tune: TIS MIDNIGHT HOUR
Page scans

How Far From Home?

Author: Annie R. Smith Meter: 8.8.8.6 D Appears in 10 hymnals First Line: How far from home? I asked, as on Topics: Early Advent Hymns Used With Tune: HOW FAR FROM HOME?
Page scans

The Thrilling City

Author: I. I. L. Appears in 7 hymnals First Line: A thrilling cry—we hear the sound Used With Tune: [A thrilling cry—we hear the sound]
Page scans

¿Muy lejos el hogar está?

Author: Ruth M. de Riffel Appears in 2 hymnals First Line: "¿Muy lejos el hogar está?" Used With Tune: ["¿Muy lejos el hogar está?"]

Export as CSV